Ezekieri 30:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichaomesa hova dzeNairi, uye ndichatengesa nyika kuvanhu vakaipa; namaoko avatorwa ndichaparadza nyika nezvose zviri mairi. Ini Jehovha ndazvitaura.

Ezekieri 30

Ezekieri 30:6-22