Ezekieri 30:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye nehondo yake, rudzi rwakaipisisa pakati pendudzi, achauyisa kuti azoparadza nyika. Vachavhomora minondo yavo kuti varwise Ijipiti, uye vachazadza nyika navakaurayiwa.

Ezekieri 30

Ezekieri 30:3-21