Ezekieri 3:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichaita kuti rurimi rwako runamire kumusoro kwomuromo wako kuitira kuti unyarare ukonewe kuvatsiura, kunyange vari imba yokumukira.

Ezekieri 3

Ezekieri 3:19-27