Ezekieri 3:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino iwe, mwanakomana womunhu, vachakusunga netambo; uchasungwa zvokuti haungabudi uchienda kuvanhu.

Ezekieri 3

Ezekieri 3:24-26