Ezekieri 3:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo mweya wakandisimudza, ndikanzwa shure kwangu inzwi rokuunga kukuru richiti, “Kubwinya kwaJehovha ngakurumbidzwe munzvimbo yaanogara!”

Ezekieri 3

Ezekieri 3:7-19