Ezekieri 3:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chienda zvino kuvanhu venyika yako vari muutapwa undotaura kwavari. Uti kwavari, ‘Zvanzi naIshe Jehovha,’ kunyange vakateerera kana vakaramba kuteerera.”

Ezekieri 3

Ezekieri 3:7-14