Ezekieri 29:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ijipiti richava dongo rakaparadzwa. Ipapo vachaziva kuti ndini Jehovha. “ ‘Nemhaka yokuti iwe wakati, “Nairi ndorwangu; ndini ndakaruita,”

Ezekieri 29

Ezekieri 29:1-15