Ezekieri 29:10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

naizvozvo ndine mhaka newe nehova dzako, uye ndichaita kuti nyika yeIjipiti iparadzwe uye ive dongo kubva kuMigidhori kusvikira kuAswani, kundosvika kumuganhu weEtiopia.

Ezekieri 29

Ezekieri 29:8-20