Ezekieri 27:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvino wakaputsanyiwa negungwa mumvura zhinji yakadzika; nhumbi dzako navanhu vako vose zvakanyura pamwe chete newe.

Ezekieri 27

Ezekieri 27:24-36