Ezekieri 27:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pakabuda vashambadziri vako vachienda kugungwa, wakagutisa ndudzi zhinji, nepfuma yako huru uye nenhumbi dzako, wakapfumisa madzimambo enyika.

Ezekieri 27

Ezekieri 27:26-35