Ezekieri 23:45 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi vanhu vakarurama vachavatonga nechirango chinopiwa vakadzi vanoita ufeve nokuteura ropa, nokuti ivo zvifeve uye ropa riri pamaoko avo.

Ezekieri 23

Ezekieri 23:36-49