Ezekieri 23:44 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo vakavata naye. Sokuvata kunoita varume nechifeve, saizvozvo vakavata navakadzi nzenza, ivo vana Ohora naOhoribha.

Ezekieri 23

Ezekieri 23:41-46