Ezekieri 22:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vaprofita vayo vanofukidza mabasa avo aya nezviratidzo zvenhema nokuvuka kwenhema. Vanoti, ‘Zvanzi naIshe Jehovha,’ izvo Jehovha haana kutaura.

Ezekieri 22

Ezekieri 22:21-30