Ezekieri 22:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Machinda ari mukati maro akaita samapumhi ari kubvamburanya chaabata; vanoteura ropa nokuuraya vanhu kuti vawane pfuma yokusarurama.

Ezekieri 22

Ezekieri 22:19-31