Ezekieri 21:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nokuti ndichaparadza vakarurama navakaipa, munondo wangu uchabuda mumuhara kundorwa navose kubva kurutivi rwezasi kusvikira kurutivi rwokumusoro.

Ezekieri 21

Ezekieri 21:1-10