Ezekieri 21:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uti kwairi, ‘Zvanzi naJehovha: Ndiri kuzokurwisa. Ndichavhomora munondo wangu kubva mumuhara wawo ndigouraya pakati penyu vose vakarurama navakaipa.

Ezekieri 21

Ezekieri 21:1-12