Ezekieri 21:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Naizvozvo zvanzi naJehovha, ‘Nemhaka yokuti imi vanhu makandiyeuchidza mhosva yenyu nokundimukira pachena, muchiratidza pachena zvivi zvenyu pazvinhu zvose zvamunoita, nokuda kwokuti makaita izvi, muchaitwa nhapwa.

Ezekieri 21

Ezekieri 21:20-27