Ezekieri 21:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvichange zvakaita seshuramanenji yenhema kuna vaya vakange vapikira kumuteerera, asi iye achavarangaridza nezvemhosva yavo agovatora kuti avaite nhapwa.

Ezekieri 21

Ezekieri 21:16-26