Ezekieri 20:48-49 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

48. Mumwe nomumwe achaona kuti ini Jehovha ndini ndaubatidza; haungadzimwi.’ ”

49. Ipapo ndakati, “Haiwa, Ishe Jehovha! Vanoti pamusoro pangu, ‘Ko, haasi kungotaura mifananidzo here?’ ”

Ezekieri 20