Ezekieri 19:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Moto wakapambira uchibva kune rimwe davi rawo guru ndokupisa michero yawo. Hapana davi rakasimba rakasara pauri rakanakira kuva tsvimbo yomutongi.’ Uku ndiko kuchema uye kunofanira kushandiswa pakuchema.”

Ezekieri 19

Ezekieri 19:13-14