Ezekieri 20:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo muchaziva kuti ndini Jehovha, kana ndakuisai munyika yeIsraeri, nyika yandakapikira kupa madzibaba enyu noruoko rwakasimudzwa.

Ezekieri 20

Ezekieri 20:41-49