Ezekieri 20:41 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndichakugamuchirai somunhuwi unonhuwira pandichakubudisai kubva kundudzi nokukuunganidzai muchibva kunyika dzamakanga makaparadzirwa kwadziri uye ndichazviratidza kuti ndiri mutsvene kwamuri pamberi pendudzi.

Ezekieri 20

Ezekieri 20:38-49