Ezekieri 20:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

nokuti vakaramba mirayiro yangu uye havana kutevera mitemo yangu, vakasvibisa maSabata angu. Nokuti mwoyo yavo yakanga yakazvipira kuzvifananidzo zvavo.

Ezekieri 20

Ezekieri 20:6-18