Ezekieri 20:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uyezve ndakavapikira mugwenga noruoko rwakasimudzwa ndichiti handizovaisi munyika yandakavapa, nyika inoyerera mukaka nouchi, nyika yakanakisisa panyika dzose,

Ezekieri 20

Ezekieri 20:5-22