Ezekieri 2:9-10 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

9. Ipapo ndakatarira, ndikaona ruoko rwakatambanudzirwa kwandiri. Marwuri makanga mune gwaro,

10. rakapetenurwa pamberi pangu. Rakanga rakanyorwa kumativi aro ose mashoko amariro nokuchema nenhamo.

Ezekieri 2