Ezekieri 3:1 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akati kwandiri, “Mwanakomana womunhu, idya zviri pamberi pako, idya rugwaro urwu, zvino ugoenda undotaura neimba yaIsraeri.”

Ezekieri 3

Ezekieri 3:1-7