Ezekieri 2:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Unofanira kutaura mashoko angu kwavari kunyange vakateerera kana vakaramba kuteerera, nokuti ivo vanondimukira.

Ezekieri 2

Ezekieri 2:1-10