Ezekieri 2:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye iwe, mwanakomana womunhu, usavatya kana mashoko avo. Usatya, kunyange wakakombwa neminzwa norukato uye ugere pakati pezvinyavada. Usatya zvavanotaura kana kuvhundutswa navo, kunyange vari imba inomukira.

Ezekieri 2

Ezekieri 2:1-9