Ezekieri 17:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Asi kwakanga kune rimwe gondo guru rakanga rina mapapiro ane simba guru uye rizere namambava. Zvino muzambiringa wakatandavadza midzi yawo yakananga kwariri kubva pamunda pawakanga wasimwa ukatambanudza matavi awo kwariri kuti uwane mvura.

Ezekieri 17

Ezekieri 17:1-11