Ezekieri 17:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

ikatungira ikava muzambiringa mupfupi unotandira. Matavi awo akadzoka akananga kwariri, asi midzi yawo yakaramba iri pasi pawo. Saka wakabva wava muzambiringa ukabudisa matavi uye ukatungira mashizha pamatavi.

Ezekieri 17

Ezekieri 17:1-10