Ezekieri 16:49 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Zvino ichi ndicho chaiva chivi chomunun'una wako Sodhomu: Iye navanasikana vake, vaizvikudza vaidyisa uye vaiva vasina hanya; havana kubatsira varombo navanoshayiwa.

Ezekieri 16

Ezekieri 16:48-58