Ezekieri 16:48 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvirokwazvo noupenyu hwangu, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha, munun'una wako Sodhomu navanasikana vake havana kumboita zvawakaita iwe nezvakaitwa navanasikana vako.

Ezekieri 16

Ezekieri 16:39-49