Ezekieri 16:46 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukoma wako akanga ari Samaria, akanga achigara kumusoro kwako navanasikana vake; uye munun'una wako, akanga achigara kurutivi rwezasi kwako navanasikana vake, akanga ari Sodhomu.

Ezekieri 16

Ezekieri 16:43-55