Ezekieri 16:45 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iwe uri mwanasikana chaiye wamai vako, akashora murume wake navana vake; uye uri munun'una chaiye wavakoma vako, akashora varume vavo navana vavo. Mai vako vakanga vari muHiti uye baba vako vari muAmori.

Ezekieri 16

Ezekieri 16:39-54