Ezekieri 16:43 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Nokuti hauna kurangarira mazuva ouduku hwako asi wakanditsamwisa nezvinhu zvose izvi, zvirokwazvo ndichauyisa pamusoro pako zvawakaita, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha. Ko, hauna kuwedzera unzenza pane mamwe mabasa ako ose anonyangadza here?

Ezekieri 16

Ezekieri 16:37-53