Ezekieri 16:42 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo hasha dzangu pamusoro pako dzichaserera uye godo rokutsamwa kwangu richabva kwauri; ndichadzikama uye handingatsamwizve.

Ezekieri 16

Ezekieri 16:32-48