Ezekieri 16:37 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Naizvozvo ndichaunganidza vadiwa vako vose, vawaifara navo, vaya vawaida navaya vawaivenga. Ndichavaunganidza kubva kwose kwose kuti vakurwise uye ndichakufukura pamberi pavo uye vachaona kusasimira kwako kwose.

Ezekieri 16

Ezekieri 16:36-44