Ezekieri 16:36 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zvanzi naIshe Jehovha: Nokuda kwokuti wakadurura pfuma yako nokufukura kusasimira kwako mukupata kwako navadiwa vako, uye nokuda kwezvifananidzo zvako zvose zvinonyangadza, uye nokuda kwokuti wakavapa ropa ravana vako,

Ezekieri 16

Ezekieri 16:32-43