Ezekieri 16:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Asi iwe wakavimba norunako rwako ukashandisa mbiri yako kuti uve chifeve. Wakazadza munhu wose akapfuura napauri noufeve uye nokuda kworunako rwako ukava wake.

Ezekieri 16

Ezekieri 16:13-23