Ezekieri 16:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mukurumbira wokunaka kwako wakapararira pakati pendudzi, nokuti kubwinya kwandakaisa pamusoro pako kwakaita kuti kunaka kwako kuve kwangu, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha.

Ezekieri 16

Ezekieri 16:10-23