Ezekieri 14:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunyange zvakadaro hazvo pachava navanosara, vanakomana navanasikana vachabudiswa mairi. Vachauya kwamuri, uye pamunoona tsika dzavo namabasa avo, muchanyaradzwa pamusoro penjodzi yandakauyisa pamusoro peJerusarema, njodzi dzose dzandakauyisa pairi.

Ezekieri 14

Ezekieri 14:15-23