Ezekieri 14:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Nokuti zvanzi naIshe Jehovha: Zvichaipisisa sei kana ndikatuma pamusoro peJerusarema zvinotyisa zvina zvandakatonga, zvinoti munondo, nenzara, nezvikara uye nedenda, kuzouraya vanhu vayo nezvipfuwo zvavo!

Ezekieri 14

Ezekieri 14:12-23