Ezekieri 14:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

zvirokwazvo, noupenyu hwangu, ndizvo zvinotaura Ishe Jehovha, kunyange dai varume vatatu ava vaivamo, havaizogona kuponesa vanakomana vavo kana vanasikana vavo. Ivo chete ndivo vaingopona, asi nyika yaizoparadzwa.

Ezekieri 14

Ezekieri 14:14-21