Ezekieri 14:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Kana dai ndikatumira zvikara munyika imomo, izvo zvikaisiya isina kana mwana uye ikazoparadzwa zvokuti pashayikwe anopfuura nomo nokuda kwezvikara,

Ezekieri 14

Ezekieri 14:10-23