Ezekieri 14:1-3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

1. Vamwe vavakuru veIsraeri vakauya kwandiri vakagara pasi pamberi pangu.

2. Ipapo shoko raJehovha rakasvika kwandiri richiti,

3. “Mwanakomana womunhu, ava vanhu vakaisa zvifananidzo mumwoyo yavo vakaisa zvigumbuso zvakaipa pamberi pavo. Ndingavatendera kuti vatombondibvunza here?

Ezekieri 14