Ezekieri 14:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Mwanakomana womunhu, ava vanhu vakaisa zvifananidzo mumwoyo yavo vakaisa zvigumbuso zvakaipa pamberi pavo. Ndingavatendera kuti vatombondibvunza here?

Ezekieri 14

Ezekieri 14:1-10