Ezekieri 10:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Zviso zvawo zvakanga zvichitaridzika sezviya zvandakanga ndamboona paRwizi rweKebha. Chimwe nechimwe chaifamba chakananga mberi.

Ezekieri 10

Ezekieri 10:16-22