Ezekieri 10:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Izvi ndizvo zvisikwa zvipenyu zvandakanga ndaona pasi paMwari waIsraeri paRwizi rweKebha, uye ndikaziva kuti akanga ari makerubhi.

Ezekieri 10

Ezekieri 10:17-22