Ezekieri 10:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Miviri yawo yose, pamwe chete nemisana yawo, maoko awo namapapiro awo, zvakanga zvakazara nameso, zvakanga zvakadarowo namavhiri awo ari mana.

Ezekieri 10

Ezekieri 10:7-22