Ezekieri 10:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Paaifamba aigona kuenda neimwe yenzira ina kwakanga kwakatarisa makerubhi; mavhiri haana kutsauka pakufamba kwaiita makerubhi. Makerubhi akaenda munzira ipi zvayo kwakanga kwakatarira musoro, asingatsauki pakufamba kwawo.

Ezekieri 10

Ezekieri 10:5-17